Rumbie hungwe mundau

Rumbie hungwe mundau

Share

this page is about make us happy ,, and also discussing zvatosangana nazvo mukurarama by aunt rueπŸ™πŸ™πŸ™πŸ™

30/04/2026
29/04/2026

with my friend❣❣🫢🫢

27/04/2026

Ndipeiwo mastars guys, kunotenga etym yevodacom or telcom wojusa woenda kupost yangu wobaya mucomment section uchaona pakanzi stars what what ikabaya ipapo inokuudza zvekuita anotengeka thru etym yawajusa from 10rand

23/04/2026

ukabvisa makore 10 pamakore aunawo unosara nemangani

23/04/2026

ndeupi mutupo unevasikana vakanaka

16/04/2026

Sekuru makadii Nhai zviriko here zvekuti munoviga munhu pachivanze.Amwene vangu vakashaya Nov vainge vakati kana ndafa ndivigei pakatarisana nepadoor pemba yangu.Now murume wangu ndiye last born takasara pamusha apa ndiri kuti titengesa musha tonovaka kumwe akuti hazviite kusiya guva raamai vangu .Ndoita sei sekurh vana vanenge vachitobikira mahumbwe pamusoro pe guva 😭😭πŸ₯±

Want your business to be the top-listed Beauty Salon in Chipinge?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Category

Website

Address

Chipinge