Dr nyasha

Dr nyasha

Share

Natural Herbs na nyasha

14/02/2026

*UNOMBONZWA IZVI HERE* :

*Zviratidzo zveSTIs / STDs*
⚠️Kurwadziwa pakurasa mvura or pakurasa mbeu
⚠️Kuvaviwa kunhengo nekusosonwa nemapundu machena akatenderedza nhengo ,Kubuda tumapundu tunovava
⚠️Kurwadziwa nemudumbu zvisinganzwisisike
⚠️Kubuditsa zvinhu discharge ine ruvara rwusinganzwisisike kusikarudzi
⚠️Kuzvimba nhengo yesikarudzi or kuita kakusvuuka
⚠️kushaiwa Simba panguva yebonde, Nhengo inomboramba kumira here kana kupera simba muri pabonde?
⚠️kurwadziwa nechibereko
⚠️Penile / Vaginal smelly discharge
⚠️Kupiswa pakuita weti
⚠️Mukunetsekana nekubata pamiviri here uye kurwadziwa panguva yebonde
⚠️Drop kubuditsa ropa
⚠️Kunzwa kuvaviwa nekubayiwa bayiwa pamabhora
⚠️Mune mapundu akaita kunge mhopo here akaita kunge chicornflower
⚠️Munombonzwa kurwadziwa/ kurira mudumbu

S**i inokuparadzai mukaita zvekutamba, huyayi tikupei maherbs ekupedza dambudziko reSTI/STD

Want your business to be the top-listed Beauty Salon in Harare?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Category

Telephone

Address

Harare
Harare

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Dr nyasha posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Subscribe

We will notify you when anything happens in Harare.