Meet your soulmate ZW
We are here to join you with the right one
29/07/2025
26/07/2025
Handidye chadzobika ini
24/07/2025
Ini mucomment section
Mr soulmate murisei ini ndiri mukadzi ane 26 years dzekuberekwa ndine mwana mumwe chete ndingafara makandisanganisawo nemurume ane rudo wekugarisana naye ndoda ane vana vake nekuti ini ndine wanguwo. Basa ndiri maid muno muharare ndodawo asiri pamushonga nekuti ini handisi pamushonga
Meet your soulmate ZW We are here to join you with the right one
Hello Mr soul imbondisanganisawo nebabie 1 riri around Harare just for weekend mari handina yakavanda ndingori neinokwana anenge ada womupa # dzangu zvakanda totaura pafoni
Murisei Mr soul ZW ini ndiri murume ane 36 ekuberekwa ndotsvagawo mukadzi wekufambidzana naye kana zvichibvira kusvika mukuroorana ndogara chegutu kumusha kuzhombe ndoita zvekuweza. Ndoda asiri pamushonga nekuti ini handisi pamushonga,anofanirwa kunge ane 25 to 30 years ane vana vasingadariki 2
Ndiri mukadzi ane 32 years ndaigara kuZim nemurume wangu nevana vedu 2 hupenyu hwairwadza baba vakati rega ndimboenda Joni. Baba vakauya Joni vaingoti zvakaoma mari vaitumirawo zveapo neapo asi yaiwe Shoma zvayo. Takazoti tagara zvegore murume akange asisachatumire kana chinhu hupenyu hwakange hworadza nevana ndataura naye akati ndisiye vana kuna mai vake nditewerewo Joni kwaaiwe ndakatengesa mbudzi 2 dzataiwe nadzo kt ndivane mari yebus ndakakwira bus kuZim ndakauya taitaura pawhatsapp chete ndichingo crosser border munhu akabva aita offline ndasvika muPretoria mandainge ndanzi ndidzikire ndakaudza vanhu nyaya yangu vanhu vakati ngatibatanidzei mari munhu adzoke kuZim bt Mari haina kukwana madriver ebus vakati toenda tose tozodzoka nemi or takasanga nerimwe bus redu tokuisai imomo. Pakaita vamwe mai vakati kune vebus ini ndakusara naye kana modzoka modzoka muchivatora anenge achimbozamawo phone yemurume wake ndakasara namai vaya zvesure bt phone haina kuzobatika mai vandainge ndaenda navo vakandibata zvakanaka vakandiudza kt hakusi kuguma kweupenyu chitotsvaga basa muno kuZim wakadzokera uchanodii nevana ndakareerera ndokutsvaga basa ndakanga ndichiwana ma piece job kusvika ndaktokwanisa kugara ndega kumukuku kwangu mwari akaramba achipindira ndokuwana basa riri nani ndaktoshanda ndichitotumira mhamha vakasara nevana. Ndoda ktenda Mai wangu wakandichengeta muno mujoni ndovandawe kutoona sehama yangu muno hapana chavanoshaiwa ini ndiinacho mwari akukomborerei amai murambe mune moyo wakana kumunhu wose musaitira ini chete. Sorry nekurebesa guys
17/07/2025
Money money wooo
Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Website
Address
Opening Hours
| Monday | 09:00 - 17:00 |
| Tuesday | 09:00 - 17:00 |
| Wednesday | 09:00 - 17:00 |
| Thursday | 09:00 - 17:00 |
| Friday | 09:00 - 17:00 |
| Saturday | 09:00 - 17:00 |
