MEN's Clinic, BP And Diabetic Solutions

MEN's Clinic, BP And Diabetic Solutions

Share

Your health is our Priority

30/03/2026

*🔥 Unonzwa kutsva pachest here?*

Usazviregeredza!
Vanhu vakawanda vari kurarama ne acid (acid reflux) vachifunga kuti idambudziko diki…
1. Kutsva pachest 🔥
2. Kuvava mukanwa
3. Dumbu risingagadzikane
4. Kurutsa kana kunzwa sekunge chikafu chiri kudzoka
💔 Zvinotanga zvishoma… asi kana ukazviregeredza zvinogona kukukonzera maronda mudumbu (ulcers) kana mamwe matambudziko makuru.
⚠️ Usamirira kusvika zvanyanya kuipa!
đź’ˇ Pane nzira yekuziva chiri kukonzera acid yako uye kuigadzirisa zvakanaka.

Book for scan check nhasi chaiye uwane rubatsiro dambudziko risati rakura.

Mr A.S Muzhewe
078 447 4475

27/03/2026

*What is a acid reflux?*
*Acid Reflux* is a condition where stomach acid flows back up into the esophagus (food pipe) instead of staying in the stomach. This happens when the muscle valve between the stomach and esophagus becomes weak or relaxes.

When you eat, food goes down the throat into the stomach. If the valve does not close properly, acid from the stomach moves upward, causing a burning feeling in the chest or throat.

_Your trusted health consultant and advisor_

078 447 4475

18/03/2026

*ZVINORATIDZA KUTI WAVE NEDAMBUDZIKO REPROSTATE*

â­•Kunzwa sokunge dundira rako harina kubuda zvachose.
â­•Kunzwa kupisa paunenge uchiita weti kana kuti wapedza
â­•Kugara uchienda kuchimbuzi
â­•Kugara uchiweti usiku hwose
â­•Weti inodonhera pabhutsu dzako kana kushaikwa pane yekushambidzira yakavhurika -
â­•kumira panzvimbo isina kunaka kuti unange buri paunenge uchiita weti.
â­•Kugara uchitota bhurugwa rako pamberi wapedza weti (unofunga kuti wapedza asi weti inobuda wabva kutoilet).
â­•Marwadzo eparutivi
â­•Kurwadza kwemusana nemakumbo
â­•Kudzikira pabonde
â­•Kusashanda zvakanaka kweErectile

Tine 100% Natural Remedies matambudziko ese eprostate

👉Tine Full body Scan check up inotarisa kuti Prostate gland rasvika papi. Prostate inflammation, Prostate enlargement here kana kuti Prostate cancer. Gara waziva paumire zvakakosha izvozvo. Hatidi kuti uzoiswe catheter kana kuti Tube

11/03/2026

Good morning ladies and gentlemen today we are going to be learning about *Erectile Dysfunction*

High blood pressure (BP) and erectile dysfunction (ED) are linked. ....WHY❓👇

đź’”- Both conditions often share similar causes like clogged arteries, high cholesterol, diabetes, being overweight, smoking, and not exercising enough.
đź’”- High BP can damage blood vessels, making it harder for blood to flow to the p***s, which can cause ED.
đź’”- Some medications for high BP might also contribute to ED.
đź’”- High BP can damage blood vessel linings, affecting blood flow

I have solution for this problem

INbox : 078 447 4475

06/03/2026

*ZVINORATIDZA KUTI WAVE NEDAMBUDZIKO REPROSTATE*

â­•Kunzwa sokunge dundira rako harina kubuda zvachose.
â­•Kunzwa kupisa paunenge uchiita weti kana kuti wapedza
â­•Kugara uchienda kuchimbuzi
â­•Kugara uchiweti usiku hwose
â­•Weti inodonhera pabhutsu dzako kana kushaikwa pane yekushambidzira yakavhurika -
â­•kumira panzvimbo isina kunaka kuti unange buri paunenge uchiita weti.
â­•Kugara uchitota bhurugwa rako pamberi wapedza weti (unofunga kuti wapedza asi weti inobuda wabva kutoilet).
â­•Marwadzo eparutivi
â­•Kurwadza kwemusana nemakumbo
â­•Kudzikira pabonde
â­•Kusashanda zvakanaka kweErectile

Tine 100% Natural Remedies matambudziko ese eprostate

👉Tine Full body Scan check up inotarisa kuti Prostate gland rasvika papi. Prostate inflammation, Prostate enlargement here kana kuti Prostate cancer. Gara waziva paumire zvakakosha izvozvo. Hatidi kuti uzoiswe catheter kana kuti Tube

Chibuku Zimbabwe

03/03/2026

💔💔 *Vaginal itching or zvinokonzera kuvawiwa ku va**na nguva zhinji:*

đź’”1. Yeast infections
đź’”2. Bacterial vaginosis
đź’”3. Allergic reactions to soaps, spermicides, or condoms
đź’”4. Irritation from tight clothing or pantyhose
đź’”5. Menopause (hormonal changes)
đź’”6. Vaginal dryness
đź’”7. Cervical ectopy (cervical cells growing outside the cervix)
đź’”8. Vaginal atrophy (thinning of va**nal tissues)
đź’”9. Skin conditions (eczema, psoriasis)
đź’”10. Infections (herpes, ge***al warts)

🛑🛑It's important to note that these factors can interact with each other and with individual experiences, making it essential to consult a healthcare provider for personalized evaluation and treatment.

🛑🛑zvakakosha kutsvaga hutano hwakanaka pane kugara uchishungurudzika

🛑🛑Remember, sexual health is an important aspect of overall well-being, and seeking help is a sign of strength, not weakness.

03/03/2026

*DETOXIFICATION*
*Kusuka tsvina mumuviri*

Detoxification is a process to get rid of various toxins from a human body. It aids in strengthening the immune system, rejuvenate skin and boost mental health, amongst many other health benefits.

*Benefits of Detoxifying*

Detoxifying brings balance back to your life and helps your system function correctly

Detoxing allows our organs, such as the liver, kidneys, and skin, to function optimally, helping to remove harmful substances and restore balance within the body.

*NB: Munhu wese anodya tsvina everyday but hatizivi kuty tsvina ndeipi*

Our body yakagadzirirwa kuty ino digesta only natural thing chese chiri artificial or chemically hachibudi kana chapinda mu system

*Ndezvipi zvatirikutaura*

▪️Drinks
▪️Pharmaceutical pills
▪️Ma vegetables akaiswa fertiliser

Chii chino prover zvandataura if you drink 1 litre of coca cola body yedu inoenda kutoilet weti yatoita it's colourless which means body yatora water irimucoca cola but black iya yanoita remain

So tsvina iyi inoramba ichi accumulater in the system zvokonxera

▪️High cholesterol
▪️Blood viscosity yoshata
▪️Vascular resistance and elasticity yoshata

Zvoita result in BP because panenge pane poor blood circulation

Kuvarume munenge makusangana neproblem yemu bedroom because hapasisina proper blood circulation kaa apa

So l recommend each and everyone of us to detoxify his/her body using our 100% natural products

27/02/2026

*GOOD MORNING FAMILY*

Ndirikuda kubatsira varume*

- Vanonzwa sokunge weti Haina kupera( kugara uchitota bhurugwa rako pamberi wapedza weti)
- Vanonzwa kupisa paunenge uchiita weti kana kuti wapedza
- Vanogara vachienda kuchimbudzi
- Vanogara vachiweta usiku weti( more than 3 times)
- Weti inodonhera pabhutsu dzako , nekuti inenge isina Simba rekuenda kure
- Vanorwadziwa nemusana
- Kukasika kurasa mbeu
- Kushaiwa Simba kana shungu nebonde ( 1 round)

*PROSTATE AWARENESS*

*DAMBUDZIKO RE PROSTATE ENLARGEMENT*
â–ŞKunzwa sokunge wiwi haina kunyatsopera mublader
▪️Wiwi inopisa, kurwadza or inonetsa kubuda
â–ŞKuweta padiki padiki especially husiku waking up 3,4,5 times
▪️Marwadzo eparutivi, musana nemakumbo
▪️Kukasira kurasa mbeu nekushaiwa simba kana shungu nebonde *(1 round)*.
*Kana uri murume pinda udzidze*

Inbox for assistance 0784474475

Want your business to be the top-listed Beauty Salon in Harare?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Category

Website

Address

Corner 1st And Jason Moyo Galaxy Mall 2nd Floor Room 10
Harare