Sora Nemiti Inorapa

Sora Nemiti Inorapa

Share

Herbs are plants or parts of plants valued for their flavor, aroma, and medicinal properties.

Click the Link below for more information ๐Ÿ‘‡๐Ÿ‘‡ https://youtube.com/@soranemitizvinorapa3426?si=iVDwN84-ODER7u9i

02/07/2026

Sora Nemiti Inorapa #

02/07/2026

*Mutsambatsi*

Mapundu muchibereko
Kusvinyiwa kunhengo
Kubuda discharge of any color
Kubuda ropa nguva yebonde
Kukwenya kunhengo kusvika wakurwadziwa
Kunzwa kunge wet yasarira
Kuita weti inopisa...
Mafibroids
Kugeza chibereko
Discharge kumisa
Asinga teeri kunguva
Kudzora dumbu

Tora mudzi wemutsambatsi... mudzi wemuroro...gavakava resango...mudzi wenhundurwa...mukunda nyoka...makwati emuchecheni...muzondokubaya...sukavakadzi... midzi yemakwenzi ose Ari pamusoro apa pamifananidzo iyi

Boilisa mvura wodira mu 5liters yomvura mune midzi yemakwenzi
Siya zvipore
Tora macup umwe makuseni nemanheru ...uchaona k*ti fibroids anobuda

Izvi paunoita so imbotsanyai bonde nek*ti unoita pamiri pasina kurongwa
Kana usingateeri kunguva unotanga Musi wacho iwowo

Ita izvi kwe3-5day unenge wachena zvose zvapera

MISHONGA YEDU YECHIVANHU. MISHONGA YE HBP, ZINO, MASUWO, KUSIMBISA MUSANA, ZVISASA, MANYUKIRA, 01/07/2026

https://youtube.com/shorts/1rJWwZFHyhA?si=68klI1KO9_KEPGzO

*๐ŸŒนHope nedudziro๐ŸŒน*
________________________
*๐ŸคฒMweya weshure๐Ÿคฒ*
_______________________

Hie mududziri ini ndine hope dzandogarorota kakawanda dzinoramba dzichingodzokorora ndinotora ndiri kumusha kwedu ndichidiridza garden pamwe pacho ndinenge ndine vasikana vandakadzidza navo asi vakaroorwa havo ini handina hangu ihope dzakanakawo here uye pamwe pacho ndinorotawo ndichitswaira asi pandotsvaira panosara pakachena zvikuru ndibatsireiwo

๐ŸŒนdudziro๐ŸŒน

Hope dzako dzinoenderana nehope dzatakaisa muchannel medu mukatarisa message iri pamusoro pekupedzesera. hope dzeuyo wemotokari. Zvazvinoreva hope dzenyu imimi. Dziri kududzira *kusarira sure paupenyu*. Kuve uine chinhu chiri kukudzosa shure. Wataura ukati unorota uri *kumusha* uchidiridza. Kureva k*ti aya ndivo emabasa wavaimboita kare kako uchiri muduku. Ukazotaura zvekare nhau yok*ti uri kurota shamwari dzako asi idzo dzakaroorwa.

Kudiridza kwauri kuita kunoreva kushandira hupenyu hweshure simba uri kuisa asi hupenyu hwako huri panzvimbo imwe chete. Chacho chawadiridza waifanira kuzochikohwa asi k*ti upenyu hwako hausi kukura.
Kutsvaira kwauri kuita kwaifanira kuve k*tsvaira marara ekumba kwako kwete kumusha. Kududzira hupenyu hwakaringa sure hauna chaunoita unonzi uri wek*tsvaira marara evamwe paupenyu. Hope dzokurota kwawakakurira dzinodudzira kuve mbudzi yakasungirirwa ungadaro uchigara kumhiri kwegugwa uchinge uchirota hope dzekwavakakurira zviri kududza k*ti upenyy hwakasungwa. Ungatadza nei kurota uri ikoko kureva upenyu hwako chero ushande sei hupenyu huri kumasure.

Izvi ndizvo zvimwe chetezvo neuyo anorota achimboburuka mumota meshamwari panguva yerwendo. Chiri kuita k*ti azoburuke mumota ozoona ave panze ndiwoyo *mweya weshure*. Pane chakabata upenyu. Kutomborota uine shamwari dzako dzine mota uchimborota uine shamwari yako yakaroorwa zvinotodudza k*ti maifanira kuve makaenzana asi k*ti hwako upenyu hwakanhongwa nevakangwara. Uyo anozoti phone yakadonha mumadhaka iye wacho haana kuzoyambuka kureva k*ti hondo dzake dziri k*tozorwisa pashoma paainapo. Kusaiyambukira kune mumwe wake zvareva k*ti waseterwa boundary. Une nzvimbo dzausingafaniri kusvika une malevel eupenyu ausingafaniri kusvika asi k*ti unofira mukuyedza.
_____________________________
*๐ŸŒนMazvita๐ŸŒน*
_waverenga dudziro idzi isai react tiinde pamberi_
____________________________

MISHONGA YEDU YECHIVANHU. MISHONGA YE HBP, ZINO, MASUWO, KUSIMBISA MUSANA, ZVISASA, MANYUKIRA, mishonga yebonde, mishonga yekumisa nemashandire ayo, mishonga yec...

01/07/2026

MUTI WEMA ULCERS ๐Ÿ‹โ€๐ŸŸฉ

1. Sanganisa aloe vera + uchi
2. Inwa 1 spoon mangwanani usati wadya
3. Do this for 7 days

Save this = If you have ulcers ๐Ÿ˜ญ
Forward = If hama yako ine ulcers ๐Ÿ™

30/06/2026

ใ‚š

30/06/2026

Nyorai matambudziko Enyu Ndikubatsirei Wazukuru

30/06/2026

Epsom Salt

ใ‚š

30/06/2026

ใ‚š Sora Nemiti Inorapa

30/06/2026

[02/15 gogo murozvi:/KUNE VANOITA MABASA EMAOKO

UNGAVE UCHIITA chero basa remaoko
Ma mine
Kutengesa
Chero basa raunoita remaoko

Torai mashizha emuonde moaomesa kusvika anyatsooma
Torai mashizha kana matatu

Womapisa midnight manheru wozora madota acho kuface uchitaura zvamunoda nezvamusingadi
[01/2019:gogo murozvi *MABAYO*

Kwizai mashizha embambaira both side zvinombobatsira

Kana muchecheni midzi wacho mogeza nawo

*Mabayo*:

Torai mashizha emu Christmas tree mokwiza panemabayo pacho..

*Mabayo*

Sora riya ravanoti chindongi rinezvivana zvinobaya ukachikwatisa chimai chacho ichocho chakwata zvitove nacho kana kufukira nekumwa mvura yacho ichidziya mabayo anopera*๐Ÿ‘๐Ÿป๐Ÿ‘๐Ÿป๐Ÿ‘๐Ÿป

*Remedy for mabayo*

mix 3 tablespoon cayenne pepper,one bulb grated garlic plus coconut oil mix then rub pane bayo pacho daily 2 times for 1 week

*Mabayo*

Chizhuzhu / musosawafa tree

Mabayo unoenda nemunhu wacho kumuti woruma mashizha hafane kubata wosvipira mune mabayo mokwiza

*Remedy for mabayo*

mix 3 tablespoon cayenne pepper,one bulb grated garlic plus coconut oil mix then rub pane bayo pacho daily 2 times for 1 week

*MABAYO*

Tora King onion Cheka nepakati chabaya baya half yacho ibude muto. Chiisa Bute ne munyu paonion pamuto vacho chikwizira pane MABAYO pacho.

*Mabayo*

*Chihwamhango kana k*t mugarahanga*

Chorapa mabayo unochidziisa pamoto papfihwa then wochikacha chichidziya kudero wokwisa pane bayo pacho but kuvava iii
[07/14 Sekuru Mhofela:NHUNDURWA

KUPEDZA JAMBWA, MUNYAMA KANA MAMHEPO. TORA NHUNDURWA TSWANYIRA MUMVURA YAKO YEKUGEZA. GEZA UCHIRAMBA ZVAKAIPA UCHIKUMBIRA ZVAKANAKA.

OR CHERA MIDZI YENHUNDURWA BOILISA SANGANISA NEMVURA YEKUGEZA ISINA SIPO.

OR TORA MASHIZHA ENHUNDURWA BOILISA SANGANISA NEMVURA YEKUGEZA ISINA SIPO

KANA WAGEZA USAPUKUTE.

DO THIS FOR SEVEN DAYS OR MORE TO SEE CHANGE
[06/2014 gogo murozvi Tonsils Remedy:

1. Sanganisa uchi nelemon woisa mumvura inopisa wonwa uchifunda uchipfira.
2.kudya tumuromo twemastick ematches.
3.unozora Vicks u rub kunze pahuro anoputika hurwa mkati.
4.tenga maPawpaw seeds (spice iyi pawpaw seeds ) woisa mumvura inopisa wonwa se tea.
5.dziisa fanta wonwa anoputika.
6.kunwa makwati eMukundanyoka or midzi yacho uchinwa uchipfira( gargle).
7. Tora tumeric,garlic, Himalayan salt wonwa seTea.
8. Kutsenga mutsine or kunwa.
9. Kuminya mhiripiri or kuinwa uchipfira.
10. Kudonhedzera GB wopusher kunosvika pamaTonsils kumaguma pakurutsa kchaitika anobva aputika .... Zviro zvedzwa pane izvi awuzoshaye chnokbvuma.
[07/18:gogo murozvi:Another remedy yemusana unongorwadza. Enda padanga remombe votaimira paya panozvikwizira mombe ichizvikwenya. Chiendapo unokwesherewo musana vako kamwe chete hauzoite problem yemusana futi
[07/14, gogo murozvi *MAKUMBO*

TORAI JECHA REMUMVURA INOERERA MUKANGE MUTSIKE RICHIPISA KUSVIKA RAPORA TORAI MUNDOKANDA PAMHARADZANO

*Makumbo anopisa nekurwadza*
slice a big onion like bread woisa pasi petsoka wopfeka ne
socks overnight for some days


*Chitsinga*
Vaye vakatsingwa makumbo, Pisa goko rebanana, wotora new razor blade wotemerwa NYORA panorwadza pacho vozora dota regoko rebanana.

You can also take Nhundurwa hombe yakaibva, gavakava leave vopisa. Chitora madota Acho sanganisa nedota rebanana Riya. Chitemera kubva kugumbo risina k*tsingwa vopedzesera nerakatsingwa

*Ayo maremedy emakumbo ndauya nawo
[07/18/gogo murozvi :Musana remedy::

_ unotora makanda eCabbage wotswanya netumvura zvnoita paste apply panemarwadzo pamusana.
_ tora muto welemon woisa tusalt tushoma inwa.
_tora garlic crush wosanganisa neOliveoil zora msana.
_ tora makwati eMuzeze isa mumvura inopisa inwa seherbal tea usaise sugar.
_ tora gava kava crush muto uye isa tumvura tushoma rubber musana wako.
_kuboiler mudzi wupfuta wotova msana..
[02/2013)gogo murozvi *Maworms*

emudumbu anoshayisa mufaro ungaone sei unawo

Kuperezeka

Kudya zvkapfurikidza

Headache

Kushaya hope asi muviri wkaneta.

Kuvaviwa pamsoro pemhino,kana kunobuda poo a**l area.

Tora garlic wocheka wominya semapills or kunwa nemvura kana ichikunhuhwira tsvaka garlic oil frm pharmacy inonwika mushe.
Tora mhonzi dzemanhanga wodzicrusher wonwa nemvura kana k*tora maveggie akaita sespinach or lettuce wocrusher woisa mhonzi dziya watswanya wonwa anopera

Kunevaye vanorwadziwa ne mudumbu vachidurura *kuchaya*
Torai mashizha emutsine achiri matete motswanya mobhoilisa pamoto monwa mvura yacho mudumbu munobva mapora
[07/2017)gogo murozvi :VANE MUNYAMA WEKUSAROORWA/KUROORA
Tora mutsvairo mutsaru asi uchirikushandiswa mumba wouisa mumvura geza nemvura yacho isati yapera Tora mutsvairo munyoro iwowo uine mvura uzvitsvaire uchitaura Kuti zvese zvirikuk*tadzisa kuroorwa ngazvibve mutsvairo sek*tsvaira kwaunoita Marara ngautsvaire zvakaipa zvese zvakasunga marriage yako wapedza Buda Kunze kwechivanze kunevari kumaruzevha Enda nechekure nemusha vari mu location Enda kunorasirwa Marara we all know Marara abuda mumba haachengetwi mumba Rasa mutsvairo wacho uurasire kumadokero wakafuratira..the following day Tora mugoti usati wamboshanda uuise mumvura zvakare geza mvura yacho uchitaura zvakana zvaunoda zviitike mukuwanikwa or kuwana kwako Tora mugoti uurongedze pane imwe ngaushandiswe hawo seimwe migoti good luck...
[07/14, gogo murozvi*KUDIWA KUDIWA KUDIWA*

*Imbowedzera kudiwa angava mukadzi wako or murume or mukomana wako or musikana wako*

*Geza nemvura inonwiwa nehangaiwa makuseni chete for 2 days unogeza kuface chete worega kupuk*ta come back with testimony*


*PEACOCK POWER*

Dota remunhenga we peacock ๐Ÿฆš mix ne hair oil ๐Ÿ›ข๏ธ imi muripak*tsvaga varume or moda kubata mbinga hauna mbinga inokudarika mbinga yese ndeyako zora kumeso kwako uone

*Vasina varume*

ndinoda k*ti muite zvichateera unowana wako asina kana munhu ukatedzera zvandichataura nhasi . ndinoda k*ti utenge sipo detol woicheka cheka kuita tum small peaces wopisa uchitaura k*ti unoda type ipi yemurume asi utsi hwacho ngauende.ku face kwako ita zuva rimwe chete uchazondiudza (03/2015:gogo murozvi)Furatidzo

Nyorai Zita remusikana iyeye motora tsito , monamata muchidzima Zita Riya papepa,mapedza bepa Riya ripetei motsika negumbo rekuleft muchitaura k*ti ndirikukufuratidza moyo kumurume wangu, siyana naye , monoriisa bepa iroro pasi ped***o guru rakapetwa kudaro kureva k*ti d***o Riya guru rofanira k*tsikirira bepa
[09/2015 gogo murozvi *Vanorota vachivatwa husiku nezvinhu zvavasingaone*
Torai mugoti usati washanda monongedzera sikarudzi yako uchipopotera mweya iwoyo nemweya wekusaita zvakanaka murelationship
Moisa mugoti pabed yamunorarira ngaugare ipapo 1 hr kana k*ti 30 minutes mozotora mugoti wacho moenda kunorasira kusango kure nemusha wenyu kumavirira
Usacheuka kana wakubva ikoko kusvika wasvika kumba
[04/2015 gogo.murozvi :VASIRI KUWANA DZIMBA

Vari k*ti

Ndaimbodiwa asi zvakapera

Ndaifarirwa kubasa zvakapera

Ndiri kungovengwa vengwa

Ndinotengesa

Tsvakai ๐Ÿ‘‡

Madhibula
White vinegar

Fresh milk

King onion
Weti yekuseni seni
Chanza salt yemagodo
Spirit purple
Chanza brown sugar
Jeyes fluid

Woisa muweti yako yekuseni seni wogeza uchituka mhepo womira wooma wozogeza zvako nemvura nesipo nepanty rako rawaswera wakapfeka zviitei for 12 days non stop

Motoita weti yakati wandei kubva kuma 00:00 am muchiisa mubucket mogeza kuma 05:00 am zuva risati rabuda
[07/16 gogo murozvi:VAKADZI

Kupfeka zvitambo tambo zvemapants zvinoita k*ti mhepo ipinde muchibereko zvozorwadzisa chibereko zvinozokonzeresa kubleeder muchirwadziwa nemusana nemakumbo

Boil 1 litre mukaka fresh
Moisa teaspoon salt necooking oil mokwatisa monwa zvichipisa kunge muri kunwa tea munozviita manheru

Mozomuka muchi๐Ÿ‘‡

Bikai porridge rezviyo grate malemon nemakanda moisa imomo nechibhodhoro chese cheuchi moisa garlic neginger nebrown vineagar mozvikwatisa zvese modya zvichipisa semuri kudya porridge
[07/2015: gogo murozvi *KUNE VANOVIMBISWA ZVISINGABUDE MUNGAVE MUMARELATIONSHIP BOPOTO MUMBA HARISI KUPERA*

*MINYAMA KUMABASA , KUVENGWA PASINA CHAWATADZA*

Toraiwo malemon matatu mosvinira mucup yeplastic. Uchinge uine hari munogona kushandisa hari motora huchi mateaspoon maviri moisa mubucket neivhu retsoka dzenyu moisa nefresh milk modira lemon yenyu mogeza nazvo muchituka mhepo dzisingade kuona muchibata chakanaka muupenyu hwenyu gezai kwezuva rimwe chete..

Asi taura chacho chiri kukunetsa. Kana ari murume anetsa zvakakosha kumudana nezita kana mutupo Uchikumbira kana vedzimu rake k*ti vakununure. Rudo rwanetsa iwewe ndiwe unoziva munhu wako k*ti ari kunyanyodiii. Taura k*ti James Ndiwe wandinoda Ndinoramba mweya Wekusemana pakati pedu. Vazhinji tinozviziva k*ti matambudziko enyu anowanda mushure mekurararana nemukomana venyu. Mweya uyu ndipo paunouya. taurai k*ti James ndione sezvawaiita pak*tanga Ndinoramba mweya wekundisema ndidewo sezvataiita pak*tanga 06/2010 Khule Mhofela:Pane chimuti chinowanikwa pamuti wemusasa asi usiri musasa pane vakambochiona hereโ“

Mukachiwana mochitora mosungirira pamuti uri pamusha chikara pakudzinga mhepo uye kuvana vasingaroorwe kana kuroora
[07/14:gogo murozvi:Vanoda k*ti upenyu hwavo hufambe

Munoenda kurwizi munotora mvura yepanoerera ichimhanya paya chera 2 litres mosanganisa nemakanda emazai zvogara for 7 days mogeza nazvo for 3 days
Semuteuro

Asi mombomira kuita bonde pamunoita izvi
[07/15 gogo murozvi :unosenza kune vanemajeko
Vanonetswa nema jeko

Uno tora murara wousunga mafundo 3
Woisa pazuva wooma wakasungwa

Wozouisa mumvura unogara imomo
Kwe 3 days uchazomwa 3 days mvura yacho
Murara iwoyo unozono usungirira pa muti wemu tondo
[07/14 gogo murozvi*Kunetswa nemweya yehusiku*

Kunemweya yakaipa inouya k*tambudza vanhu nguva yekurara. Mweya yezvikwambo, madzikirira kushanda iwe wakarara, kuroorwa kuhope, varoyi vanouya kushandisa vanhu.
Kuitwa bonde kuhope, kumutswa uchigadhwa sebhiza. Kushandiswa kunorova makuva avhurike, kudyiswa nyama yevanhu husiku. , kubirwa pfuma mudumbu unosara woishandisa igoperera kumatambudziko.
Mhepo idzi dzigere k*titambudza k*ti tisararama hupenyu hwakatambanuka.
1.Tora fembo upfungaidzire mudumba maunorara rimwe womwaya pamukova nechemukati.
2.Pisa mafuta ehwayi upfungaidzire mudumba maunorara uchitukisa mweya yakaipa.
3. Pisa chifumuro upfungaidzire mudumba maunorara.
4. Rara wakusha weti yako pachivanze nepamusuwo. Worara wakaisa mutsvairo mubucket rinemvura woisa pamukova mukati medumba rako.
5. Pisa zumbani upfungaidzire mudumba maunorara
6. Mutsvairo ngaurare seri kwedoor wakamira.
7. Isai munyu wemagodo pasi pemagumbeze kana Mufloor.

Ndikunzwei muchibvunza zvakajeka apa kunzwa nekuita kune vanoti totenda saThomas waya vamwe varikupupura vamwe muri gwee husimbe
[07/15 gogo murozvi VAKANOKORWA TSOKA

๐Ÿ’“๐Ÿ’“๐Ÿ’“๐Ÿ’“

Kazhinji zhinji ukaona uine dambudziko remusana nekurwadziwa nemakumbo unogona kunge wakanokorwa tsoka zvichida

Tora king onion woicheka nepakati wokwiza gumbo pasi petsoka imwe half imwe yacho wokwiza tsoka imwe wotora lemon wocheka nepakati wokwiza imwe tsoka nehalf lemon imwe wokwiza futi neimwe half

Unotanga nehalf yeking onion kukwiza

KANA UCHITYA KUNOKORWA TSOKA

Cheka mapiece madiki eking onion woisa mumasox wopfeka mubhutsu wofamba wakadaro kunyange uchifamba rwendo kwaunofungidzira k*ti unogona kuzonokorwa tsoka unoisa nesalt yemagodo imomo kungava

Kunhamo

Kumichato

Uye kumabasa

Pese panoungana vanhu ukadaro zvinogona kukubatsira

29/06/2026

Zvizvarwa zvose Zvemuzimbambwe zviri mu South Africa

Mangwana izuva guru wazukuru

Wasina kuwana mukana wekubuda munzvimbo ye South Africa Chengetedzwai

Musimbiswe mubviswe munjodzi

Mhandu yakauya kuzoparadza nekuuraya Asi muchakunda

Wanokwanisa kuwana kwekupotera kusina njodzi mogarira ikoko

Kusvika mhirizhonga yapera

Ini sa sekuru wenyu ndichange ndichikusimbisai

Ndichitaurawo newarikumakope wakuchengetedzei

Uyezve wadzikamise mhepo yemuwengi iyi

Ndatenda wazukuru. Chengetwai ๐Ÿ™๐Ÿ™

Want your business to be the top-listed Beauty Salon in Mumbai?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Category

Telephone

Address


No 15 Crohill
Mumbai