The RooM Of Confessions
Confessions,Secrets and Entertainment
Song ya Shinsoman inonaka kusvka pakukanqamwa kti ndri singo πππππhandife ndakuitira gumbo mumba, kuita zvose zvose gumba kumba, nezvese zvaunondiitira ππkusvika tachembera kupinda muguva πππππipapa uchatonzwa umwe achti andna focusπ
The RooM Of Confessions Confessions,Secrets and Entertainment
My tribe, nhy ma Zimbabweans amugoni kunyarra hr ndim makazara mu comment section kwa Ramaphosa ku live veduwee kaa ndisu takakonzera hasha dzkuitwa nema SA'ns nedzunqu redu mnxiii, how am I unZimbabwean myself
Why are you still following this hooray
06/06/2026
Rest in Peace ποΈ Mukoma Lincoln
Vafira ku Broadlands way in strand nomzamo akapfuurwa nè pfuti hapana anoziwa kuti why last night.
Let's pray for the family as they are going through this difficult time.
06/06/2026
Chimnhu chikuru kusanyara
06/06/2026
ππππππππππ
Ladies tokumbirawo ane any info yemukomana uyo anonzi Tinotenda Muranda aigara nemwana wedu uyo anonzi Nokutenda Gotora awanikwa akafa akakandwa mumugodhi Ku epworth hatisi kunyatsoziva zvakaitika Mwana anonzi akashaika kubva Tue vabereki va Noku vanga vachigara Ku capetown vakazoziviswa kuti mwana hatisi kumuona ne Sat azowanikwa nhasi akafa anga anenhumbu she was due Saka Tino uyu atiza pakufungidzirwa kuti akamurova kusvika afa akazomukanda mumugodhi Ndinoti kwauri Noku usarare irwa neakakuuraya she was 15yrs old Tino taida kutora mwana wedu takakuudza kuti achiri mudiki tikuda kuti adzidze ukamutora zvenharo yamatanga ihombe iyiπππππ
Ex wanqu zimsoro rinemapanda
Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Contact the business
Telephone
Address
Cape Town
