Chivi Central.
THY ADVISOR
Nothing is permanent in this world, not even our troubles.
15/06/2026
Shumba Murambwi avooo
15/06/2026
Nothing is permanent in this world, not even our troubles.
Tell your abusers that.
15/06/2026
I know someone who looks like this
MUKAI MOSE SIMBE MOSE MUKAI,
MUKAI TITUKE HURUMENDE YEDU IYI PRESIDENT ,NA MP, nema COUNCILLORS AKE NDIVO VARI KUTIREGERERA.
I KNOW VUSIMBE TINAHO ASI IVO ISIMBE HURU UUUUU CHAIDZO.
DAI VASIRI IVO , DAI UNE MARI IWE .
15/06/2026
Nemadzokero ari kuita vanhu kubva Joni /South Africa apa ma clinic akafa kudaro.
Hospital yedu yemasvingo dongo zvaro.
Panofiwa apa.
NEKUVHOTEGWA KUNOITWA ZANU PF UYE PRESIDENT MNANGAGWA MU CHIVI CENTRAL.
PRESIDENT ANOFANIGWA KUMBOVUYAVO VANHU VOMUONA TOTAURA ABUSIVE TREATMENT YATIRI KUSANGANA NAYO KWAARI.
His Prefects and Class monitors vedunhu redu they are not doing anything good for us.
Tava kuitwa kunge vana ve house girl pamba paanoshandira.
No freedom at all.
Suffering people.
Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Website
Address
Cape Town
Cape Town
7925
