Sukuru Nzou

Sukuru Nzou

Share

Hallo people tiri pano kufara nekubatsirana kwete kutukana.

30/07/2026

Sekuru makadii henyu zvoita here kuenda ku sleep over nhasi China kudai.Handibike moziva kungonotenga food yakabikwa pa rank kumba kwake ndakageza na plates ka 2 chete kubva tatanga kudanana 2 mths ago.Handishande hangu friday so mumwe wangu ari ndiiye ndozodzokera kumba kwangu Mon morning.Sekuru munhu achazondiroora here here kana kuti anenge apera shungu neni.Musandituke sekuru munhu uya anoita zvekugwabvura pa bonde nekurumwa muhuro ma live bites apa ndiri mutsvuku huro inenge yakatsvuka iui.Am 21 iyi ane 40 akamboroora hake akasiya inomira here imba iyi tiri mu Polokwani S.A.

30/07/2026

Which country is this,why they break the house at the corner and take out coffin 😭😭

30/07/2026

Yes Zulu ladies are innocent about this thing of foreigner go back to your countries 😅🤣

30/07/2026

Sekuru makadii mukadzi wangu akasunguka mwana 2 weeks ago mukomana akasimba .So problem yakatanga zuro ari kuti kana oda kuita tsvina irikubuda neku chikeke(Vag!na).Akazvara ne opp madzimai pane akambozviitawo here ,apa hatina mari yekuenda kwa Doctor sekuru kana ye combi zvayo tiri ku Norton help us

30/07/2026

More jobs in KZN Durban farms but South Africans they dont want to work.

30/07/2026

Ngizwe has some thing to say about Jacinta and Phakela

29/07/2026

Already in taxi just drop her at clinic

29/07/2026

From in box...

Sekuru makadii ndaona post yemurume achiti Oros ne 2lts ndakatenga Mon.Sekuru ndiri ku Durban ndisanganisei ne murume uyu ndine nhumbu ine 4 mths baba vacho vakadzokera kuMalawi an 23 my number ******** am ready kuuya Cape town

29/07/2026

Sekuru makadii henyu ndoda wo kubvunza kuti kutizisa mukadzi ane mwana wake ari grade 7 muri mu South Africa Cape town chitadzo here.Ndakatanga kugara nemukadzi wake kumba kwake nekuti ndaigara kwangu akati ndivharise imba tigare tese.Sekuru ndakatanga kugara neye 1st of July up to now things not fine anoenda kubasa 3 days a week.So nyaya mwana wake muskana uyu anodya sekuru kunge nguruve yakauya ku Holiday.Ndakatenga Oros ne 2lt milk musi we Monday this week honai sekuru.Haasi kunwa mvura mwana wacho mukaka anenge akutakura ku chikoro pamwe.Apa unosvika kumba uchibva kubasa ane kakomana mumba hanzi tikuita home work apa mu Coloured kakomana kacho.I love mukadzi uyu asi ndoona kuti ndiri kuitiswa apa apa iye akati ndaibaiwa ma jadel pese apa rimwe ane rimwe nyoro hanzi ndoda kuona kuti uri serious here ndobviswa.Sekuru nditsvakirei mumwe mukadzi ane mwana one ari mudiki zvekuma 1yr -3 anoda zvemba.Thank you

29/07/2026

Ngizwe 1st March on March protest in Joberg 😭

Want your business to be the top-listed Beauty Salon in Cape Town?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Category

Address


Cape Town
����