Bossy lady

Bossy lady

Share

Vanoda kufara neni ngavauye tifare kufara mahara #munhu ngaafare

22/01/2026

saka Tete venyika neuyu
varikutukanirei madofo evanhu
everyday na6pm

20/01/2026

Munhu anongodiwa paanozvarwa
nepaanofa pamwe pose unozvionera

20/01/2026

Hanzi varume vese vano cheater
ko iwewe waizozamirei
vose nhai

19/01/2026

Nyika ino inorema inoda
munamato

13/01/2026

kuchachemwa ndati kuchachemwa

13/01/2026

nhaimi saka vecco
atorovera mukati

13/01/2026

unotoudzwa kunzi h**e nemunhu
wawahura naye🤔🤔🤔🤔

12/01/2026

ndotsvakawo kunotengeswa mabhuku ekupima ndiri kuda
six pages mwana ambosanonyorera pakaipa izvozvi

12/01/2026

please help vanoziva mukadzi uyo ane mwana mucheche apa haachatauri hama dzake hadzizikanwi

10/01/2026

kutonhodzwa kwachauruka
headboard rakakusimudzira
mhepo

09/01/2026

Mafans Anyati nyangwe
mukazviramba henyu kuti Nyati
anoshungurudza mukadzi asi ndozvitoripo

09/01/2026

Kwai sick yeblue yakaputikira
ku Dubai anogotapira makuhwa

Want your business to be the top-listed Beauty Salon in Pretoria?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Category

Telephone

Website

Address


Cthind
Pretoria

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Bossy lady posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Subscribe

We will notify you when anything happens in Pretoria.