Vachihera

Vachihera

Share

As vachihera,health and beauty I A'm teaching people how to keep your self happy,and also to become a better person in life,

12/08/2026

Makadiiko nechando ichii

25/06/2026

Kuno kuchiribho hako

23/06/2026

Match n match yavo iyi dai yarega kugumira mukuuraya ,nekushungurudza vanhu chete vapinde nemudzimba vachikurumura husvina hurimudzimba dzevamwe vavo zvaizobatsira .dzimba dzanhuhwa veduwee

22/06/2026

Nhasi ndasimukirwa nemhepo asi ndinotenda musiki vapindira

20/06/2026

Varume imbwa zveshuwa musandipkisa

20/06/2026

Ko ini ndichadya wo yepano zvadii

20/06/2026

Shout out to my newest followers! Excited to have you onboard! Kundayi Mazadza, Thomas Kanyongo, Eva Answer, Bee Bee, Keninias Mavheya

19/06/2026

Varume imi munoti hee hagoni kubika apa inyama munyu nemvura saka munoda Kuti tidii apa

18/06/2026

Kumba tinoenda hedu asi tinodzoka

17/06/2026

Matonhorero akunoita ugoona munhu akapfeka zibunu out yooo

Want your business to be the top-listed Beauty Salon in Pretoria?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Category

Telephone

Website

Address


Brits
Pretoria