Lugwasyo funerals Service

Lugwasyo funerals Service

Share

Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Lugwasyo funerals Service, Health/Beauty, Binga.

Makadii henyu ?isu ve Lugwasyo funeral service tinokukokai k*ti huyai tive neramangwana rakanaka panguva yekuoma kwakanyanya ndeye rufu saka Lugwasyo vanotilu gadzirirai nguva yorufu ndopanooneka k*t

20/06/2022

Lugwasyo funerals Service:
Tinofamba nyika dzose dzakatenderedza Zimbabwe saka tichada ma members ose anozvipira kunoseenzera kunze se nhengo ye lugwasyo anotumira chart pa grup totaura tose

22/05/2022

Lugwasyo funerals service :

Lugwasyo funerals Service inokupai Funeral services ,funeral cover ,inokupai medical Aid ,inokupai ma loans kuvanhu vavo 3 years loan repayment,vanoda k*tibata fonai pa 263717367097 /263776368893 mobata team redu

25/04/2022

Lugwasyo funerals assurance :
Inokukokai k*ti huyayi nemari yenyu ye muzimbabwe muwane policy yako kubvira pa 650 rtgs ,zvichkwira .uno cover vanhu vako 14 ,vanoti huyayi muwane madical Aid ,huyayi mowane businesses loans wangova member yedu hazvikunetse

06/04/2022

Lugwasyo funeral company
Benefits of cover.
(1) Service and storage.
(2)Kombi and trailer .
(3) Groceries-mealie meal 50kg ,10kg sugar,6litres cooking oil,2kg salt , Tomatoes,10kgs meat .
(4) Tent and chairs.
CASH CLAIM_____
In the event that we do not conduct the services in case where the deceased will be buried by different service provider the cash clim as following:
(1) 650rtgs ---- 200 000rtgs.
(2)$960rtgs_--$500 000 rtgs.
(3)$1550rtgs --- $900 000 rtgs
24 hours claim.

25/03/2022
20/03/2022

Lugwasyo funeral service :
Haikusiye isina kupedza dambudziko rawatarisana naro kana wafirwa 12 hours unenge wookera Basa roitwa nevanhu ve Lugwasyo .Tinokukokai huyayi mugadzirire ramangwana musati mapinda munhamo huyayi mozotaura moga fonai pa 0717367097 kana k*ti 0776368893 mobatsirwa chero uri kuneipi nyika Lugwasyo inok*tora kusvika tapedza dambudziko tose

Want your business to be the top-listed Beauty Salon in Binga?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Category

Telephone

Website

Address


Binga